Skip to main content

Carrito de compra

¡Obtienes el tratamiento VIP!

Artículos no disponibles para compra.
Por favor revisa tu carrito. Puedes eliminar los artículos no disponibles ahora o los eliminaremos nosotros automáticamente al momento de pagar.
artículosartículo
artículosartículo

Recomendado para ti

Loading...
  • Rudo rwaMwari urwo Rwakaratidzwa kuburikidza naJesu, Mwanakomana Mumwe Oga (I)

    Mharidzo Pamusoro peEvhangeri yaJohane (I)

    de Paul C. Jong ...
    Rudo rwaMwari Urwo Rwakaratidzwa Kuburikidza naJesu KristuKwakanyorwa kunzi, “Hakuna munhu akatongoona Mwari, chero nguva ipi, mwanakomana akaberekwa mumwe oga, ari pachifuva chaBaba, ndiye akamuzivisa isu” (Johane 1:18).Jesu akaratidza rudo rwaMwari kwatiri zvakakwanira sei! Jesu akatisunungura zvakakwanira sei! Evhangeri yemvura noMweya iZvokwadi yeruponeso yakakwanira sei! Hatina kumbofa ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • Nzira Isingatadzikari yekuti Ugamuchire Nayo Mweya Mutsvene

    Mweya Mutsvene Uyo Anogara Mandiri

    de Paul C. Jong ...
    MuchiKristu chanhasi, nyaya dzinonyanyokurukurwa nezvadzo ndedzinoti "kuponeswa kubva kuzvivi" uye "kugara kweMweya Mutsvene." Asivo, vanhu vashomanana kwazvo avo vane ruzivo rwomene pamusoro pemazano maviri aya, kunyangwe zvazvo chiri chokwadi chekuti ndiyo misori miviri yakanyanyokosha muchiKristu. Chakanyanyoipa ndechekuti hatizi kuwana kana chinyorwa chipi zvacho (chakanyorwa kuchishandiswa) ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • Kuwa kweMunhu uye ne Ruponeso Rwakakwana rwaMwari

    Mharidzo Pamusoro paGenesisi (II)

    de Paul C. Jong ...
    Mubhuku yaGenesisi munotsanangurwa chinangwa icho Mwari akatisika. Kana vanogadzira hurongwa hwedzimba vachironga mamiriro echivakwa kana kuti vanopenda vachigadzira mifananidzo, vanotanga vawumba zano rechivakwa chavanoda kuita mupfungwa dzavo vasati vatanga basa racho. Saizvozvo, Mwari wedu akanga aine zano rekuponeswa kwedu mupfungwa dzake asati asika matenga nenyika, uye akasika Adhamu naEva ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • Idyai Nyama Yangu Uye Inwai Ropa Rangu

    Mharidzo Pamusoro peEvhangeri yaJohane (III)

    de Paul C. Jong ...
    Jesu Kristu Akatipa Hupenyu Husingaperi Kuburikidza neNyama Yake Uye neRopa RakeKereke inochengeta zvirango zviviri izvo zvakarairwa naJesu Kristu. Chekutanga ndeche bhapatidzo, uye chechipiri ndeche Chirairo Chitsvene. Tinodya Chirairo tichidzeya evhangeri yeZvokwadi yakaratidzwa kuburikidza nechingwa newaini, tichirangarira evhangeri ino.Kana pari pachirango cheChirairo Chitsvene, tinodya ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • Hakuchina Bope, Kusava neChinhu kana Rima Zvino (I)

    Mharidzo Pamusoro paGenesisi (III)

    de Paul C. Jong ...
    Mubhuku yaGenesisi munotsanangurwa chinangwa icho Mwari akatisika. Kana vanogadzira hurongwa hwedzimba vachironga mamiriro echivakwa kana kuti vanopenda vachigadzira mifananidzo, vanotanga vawumba zano rechivakwa chavanoda kuita mupfungwa dzavo vasati vatanga basa racho. Saizvozvo, Mwari wedu akanga aine zano rekuponeswa kwedu mupfungwa dzake asati asika matenga nenyika, uye akasika Adhamu naEva ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • KUDA kwa Mutsvene Vatatu-mumwe kuVaNHU veNYAMA

    Mharidzo Pamusoro paGenesisi (I)

    de Paul C. Jong ...
    Mubhuku yaGenesisi munotsanangurwa chinangwa icho Mwari akatisika. Kana vanogadzira hurongwa hwedzimba vachironga mamiriro echivakwa kana kuti vanopenda vachigadzira mifananidzo, vanotanga vawumba zano rechivakwa chavanoda kuita mupfungwa dzavo vasati vatanga basa racho. Saizvozvo, Mwari wedu akanga aine zano rekuponeswa kwedu mupfungwa dzake asati asika matenga nenyika, uye akasika Adhamu naEva ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • KO MWARI ARI KUTAURA KUTI CHII KWATIRI KUBURIKIDZA NETSAMBA KUVAEFESO?

    Mharidzo Pamusoro paVaEfeso (I)

    de Paul C. Jong ...
    Nhasi uno Mwari akavaka Kereke yake pakutenda kwevanodavira kuevhangeri yemvura noMweya. Kereke yaMwari iungano yeavo vakaponeswa kuburikidza nekudavira kuevhangeri yemvura noMweya. Naizvozvo, kana moyo yenyu iine kutenda zvino kuevhangeri yemvura noMweya, munogona kurarama hupenyu hwechokwadi hwekutenda. Hupenyu hwakadaro hwekutenda hunogoneka bedzi muKereke yaMwari. Pamusoro pazvo, kutenda ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • Dzidziso Dzekutanga dza Kristu

    de Paul C. Jong ...
    Kwatiri vanotenda kuna Mwari, kutenda nedaviro dzeVapostori zvinotipa zvidzidzo zvepamweya zvakakosha. Kutenda kwavo kunobva kwave pfuma yakakosha, nekuti vakatenda kuevhangeri inobata kururama kwaMwari. Naizvozvo, tose tinofanira kuva nekutenda kwakadaro nekukasika.Aninani anotenda kuna Jesu anofanira kuziva kururama kwaMwari uye agotenda kwakuri, uye anofanira kukugovera pasi pose, nekuti ndipo ... Leer más

    $3.00 USD

  • Dzidziso Dzekutanga dza KRISTU

  • Mharidzo Pamusoro peEvhangeri yaJohane (I) - Rudo rwaMwari urwo Rwakaratidzwa kuburikidza naJesu, Mwanakomana Mumwe Oga (I)

    de Paul C. Jong ...
    Rudo rwaMwari Urwo Rwakaratidzwa Kuburikidza naJesu Kristu Kwakanyorwa kunzi, "Hakuna munhu akatongoona Mwari, chero nguva ipi, mwanakomana akaberekwa mumwe oga, ari pachifuva chaBaba, ndiye akamuzivisa isu" (Johane 1:18).Jesu akaratidza rudo rwaMwari kwatiri zvakakwanira sei! Jesu akatisunungura zvakakwanira sei! Evhangeri yemvura noMweya iZvokwadi yeruponeso yakakwanira sei! Hatina kumbofa ... Leer más

    $3.00 USD

  • Chii Chinodikanwa Pauri Kuti Uzvarwe Patsva?

    de Paul C. Jong ...
    VaKristu vanhasi uno vanofanira kushandura pfungwa dzavo. Vanofanira kutenda kuevhangeri yemvura noMweya yakapiwa naMwari seruponeso rwavo. Tose tinofanira kuwonga Ishe nekutipa evhangeri ino yemvura noMweya. Ko tingareva sei tichiti basa raIshe reruponeso iro rakatisunungura pazvivi zvose zvenyika harina zvarinoshanda? Vanhu vese vanofanira kuzvarwa patsva, kuburikidza nebhuku rino pamusoro ... Leer más

    $3.00 USD

  • Tabhenakeri (III): Mumvuri weEvhangeri yeMvura noMweya

    de Paul C. Jong ...
    Wuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye nemucheka wakarukwa zvakaisvonaka, izvo zvakaratidzwa pamukova wechivanze cheTabhenakeri, zvinotiratidza mabasa aJesu Kristu munguva yeTestamende Itsva awo akaponesa vanhu. Nenzira iyi, Shoko reTabhenakeri reTestamende Yakare uye neShoko reTestamende Itsva zvinodyidzana zvakanyanya, sezvakaita mucheka wakarukwa zvakaisvonaka. Asi irombo rakaipa kuti zvokwadi iyi ... Leer más

    $3.00 USD