Skip to main content

Carrito de compra

¡Obtienes el tratamiento VIP!

Artículos no disponibles para compra.
Por favor revisa tu carrito. Puedes eliminar los artículos no disponibles ahora o los eliminaremos nosotros automáticamente al momento de pagar.
artículosartículo
artículosartículo

Recomendado para ti

Loading...
  • TABHENAKERI (III): Mumvuri weEvhangeri yeMvura noMweya

    de Paul C. Jong ...
    Ko tingawana sei zvokwadi yakavanzarikwa muTabhenakeri? Tinogona kunzwisisa nemazvo pamwe nekuziva mhinduro yemubvunzo uyu kuburikidza nekuziva evhangeri yemvura noMweya, inova ndiyo donzvo reTabhenakeri.Wuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye nemucheka wakarukwa zvakaisvonaka, izvo zvakaratidzwa pamukova wechivanze cheTabhenakeri, zvinotiratidza mabasa aJesu Kristu munguva yeTestamende Itsva awo ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • CHII CHINODIKANWA PAURI KUTI UZVARWE PATSVA? [Shona65]

    de Paul C. Jong ...
    VaKristu vanhasi uno vanofanira kushandura pfungwa dzavo. Vanofanira kutenda kuevhangeri yemvura noMweya yakapiwa naMwari seruponeso rwavo. Tose tinofanira kuwonga Ishe nekutipa evhangeri ino yemvura noMweya. Ko tingareva sei tichiti basa raIshe reruponeso iro rakatisunungura pazvivi zvose zvenyika harina zvarinoshanda? Vanhu vese vanofanira kuzvarwa patsva, kuburikidza nebhuku rino pamusoro ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • Mharidzo Pamusoro paVaEfeso (I) - Ko Mwari ari Kutaura Kuti Chii Kwatiri Kuburikidza Netsamba Kuvaefeso?

    de Paul C. Jong ...
    Nhasi uno Mwari akavaka Kereke yake pakutenda kwevanodavira kuevhangeri yemvura noMweya. Kereke yaMwari iungano yeavo vakaponeswa kuburikidza nekudavira kuevhangeri yemvura noMweya. Naizvozvo, kana moyo yenyu iine kutenda zvino kuevhangeri yemvura noMweya, munogona kurarama hupenyu hwechokwadi hwekutenda. Hupenyu hwakadaro hwekutenda hunogoneka bedzi muKereke yaMwari. Pamusoro pazvo, kutenda ... Leer más

    $3.00 USD

  • Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zva Jerobhoamu (Ⅱ)

    de Paul C. Jong ...
    MuBhaibheri, vaIsraeri vaireva kuti vainamata kuna Mwari, asi pakupedzisira, vachitevedzera Jerobhoamu, vakatanga kunamata zvimhuru zvegoridhe. Pachokwadi, pazvikamu zviviri kubva pazvitatu zvenhoroondo yevaIsraeri zvakanga zviri nhoroondo yekunamata zvimhuru zvegoridhe, vachifunga kuti ndiMwari. Pakupedzisira, kunyange nazvino, vanoramba vachirarama vasingazive zvokwadi yekuti Jesu Kristu, uyo ... Leer más

    $3.00 USD

  • Mharidzo Pamusoro paGenesisi (II) - Kuwa kweMunhu uye ne Ruponeso Rwakakwana rwaMwari

    de Paul C. Jong ...
    Mubhuku yaGenesisi munotsanangurwa chinangwa icho Mwari akatisika. Kana vanogadzira hurongwa hwedzimba vachironga mamiriro echivakwa kana kuti vanopenda vachigadzira mifananidzo, vanotanga vawumba zano rechivakwa chavanoda kuita mupfungwa dzavo vasati vatanga basa racho. Saizvozvo, Mwari wedu akanga aine zano rekuponeswa kwedu mupfungwa dzake asati asika matenga nenyika, uye akasika Adhamu naEva ... Leer más

    $3.00 USD

  • Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zva Jerobhoamu (Ⅱ)

    de Paul C. Jong ...
    MuBhaibheri, vaIsraeri vaireva kuti vainamata kuna Mwari, asi pakupedzisira, vachitevedzera Jerobhoamu, vakatanga kunamata zvimhuru zvegoridhe. Pachokwadi, pazvikamu zviviri kubva pazvitatu zvenhoroondo yevaIsraeri zvakanga zviri nhoroondo yekunamata zvimhuru zvegoridhe, vachifunga kuti ndiMwari. Pakupedzisira, kunyange nazvino, vanoramba vachirarama vasingazive zvokwadi yekuti Jesu Kristu, uyo ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • Mharidzo Pamusoro paGenesisi (III) - Hakuchina Bope, Kusava neChinhu kana Rima Zvino (I)

    de Paul C. Jong ...
    Mubhuku yaGenesisi munotsanangurwa chinangwa icho Mwari akatisika. Kana vanogadzira hurongwa hwedzimba vachironga mamiriro echivakwa kana kuti vanopenda vachigadzira mifananidzo, vanotanga vawumba zano rechivakwa chavanoda kuita mupfungwa dzavo vasati vatanga basa racho. Saizvozvo, Mwari wedu akanga aine zano rekuponeswa kwedu mupfungwa dzake asati asika matenga nenyika, uye akasika Adhamu naEva ... Leer más

    $3.00 USD

  • Mharidzo Pamusoro paGenesisi (I) - KUDA kwa Mutsvene Vatatu-mumwe kuVaNHU veNYAMA

    de Paul C. Jong ...
    Mubhuku yaGenesisi munotsanangurwa chinangwa icho Mwari akatisika. Kana vanogadzira hurongwa hwedzimba vachironga mamiriro echivakwa kana kuti vanopenda vachigadzira mifananidzo, vanotanga vawumba zano rechivakwa chavanoda kuita mupfungwa dzavo vasati vatanga basa racho. Saizvozvo, Mwari wedu akanga aine zano rekuponeswa kwedu mupfungwa dzake asati asika matenga nenyika, uye akasika Adhamu naEva ... Leer más

    $3.00 USD

  • Mharidzo Pamusoro Peevhangeri Yamateo (I) - Ko Mukristu Angaita Hurukuro Yepamoyo Naishe Panguva Ipi?

    de Paul C. Jong ...
    Mupostori Mateo ari kutiudza kuti Shoko raJesu rakataurwa kuvanhu vese panyika, nekuti akaona Jesu saMambo wemadzimambo. Parizvino, vaKristu pasi pose, avo vachangobva mukuzvarwa patsva kuburikidza nekudavira kuevhangeri yemvura noMweya yatiri kugovera, vari kudokwairira kudya chingwa chehupenyu. Asi zvakavaomera kuti vave neruwadzano nesu muevhangeri yezvokwadi, sezvo vose vari kure nesu. ... Leer más

    $3.00 USD

  • MHARIDZO PAMUSORO PEEVHANGERI YAMATEO (I) - KO MUKRISTU ANGAITA HURUKURO YEPAMOYO NAISHE PANGUVA IPI?

    de Paul C. Jong ...
    Mupostori Mateo ari kutiudza kuti Shoko raJesu rakataurwa kuvanhu vese panyika, nekuti akaona Jesu saMambo wemadzimambo. Parizvino, vaKristu pasi pose, avo vachangobva mukuzvarwa patsva kuburikidza nekudavira kuevhangeri yemvura noMweya yatiri kugovera, vari kudokwairira kudya chingwa chehupenyu. Asi zvakavaomera kuti vave neruwadzano nesu muevhangeri yezvokwadi, sezvo vose vari kure nesu. ... Leer más

    $2.91 USD o gratis con Kobo Plus

  • Ngatidzokei Kuvhangeri Remvura Nemweya

    de Paul C. Jong ...
    Ndine chokwadi kuti mavambo echokwadi ndiwo anoratidza udzamu nokukosha kwemabhuku asiri emanyepo. Mabhuku edu ndiwo emavambo echokwadi chaiwo. Ndiwo mabhuku ekutanga panguva yedu yokuburitsa zvakavanzika pakubhabhatidzwa kwaJesu naJohane mubhabhatidzi. Hapana vaKirisito vaive naJesu. Vapositora vaingorangarira nokucherechedza zuva rechitanhatu mumwedzi wandira sezuva rakabhabhatidzwa Jesu ... Leer más

    $2.99 USD

  • Idyai Nyama Yangu Uye Inwai Ropa Rangu - Mharidzo Pamusoro peEvhangeri yaJohane (III)

    de Paul C. Jong ...
    Jesu Kristu Akatipa Hupenyu Husingaperi Kuburikidza neNyama Yake Uye neRopa RakeKereke inochengeta zvirango zviviri izvo zvakarairwa naJesu Kristu. Chekutanga ndeche bhapatidzo, uye chechipiri ndeche Chirairo Chitsvene. Tinodya Chirairo tichidzeya evhangeri yeZvokwadi yakaratidzwa kuburikidza nechingwa newaini, tichirangarira evhangeri ino.Kana pari pachirango cheChirairo Chitsvene, tinodya ... Leer más

    $3.00 USD