Skip to main content

Shopping Cart

You're getting the VIP treatment!

Item(s) unavailable for purchase
Please review your cart. You can remove the unavailable item(s) now or we'll automatically remove it at Checkout.
itemsitem
itemsitem

Recommended For You

Loading...
  • Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zva Jerobhoamu (I)

    by Paul C. Jong ...
    MuBhaibheri, vaIsraeri vaireva kuti vainamata kuna Mwari, asi pakupedzisira, vachitevedzera Jerobhoamu, vakatanga kunamata zvimhuru zvegoridhe. Pachokwadi, pazvikamu zviviri kubva pazvitatu zvenhoroondo yevaIsraeri zvakanga zviri nhoroondo yekunamata zvimhuru zvegoridhe, vachifunga kuti ndiMwari. Pakupedzisira, kunyange nazvino, vanoramba vachirarama vasingazive zvokwadi yekuti Jesu Kristu, uyo ... Read more

    $3.00 USD

    $2.91 USD or Free with Kobo Plus

  • Kudyidzana kweHushumiri hwaJesu nehwaJohane Mubhapatidzi Kwakanyorwa muEvhangeri Ina

    by Paul C. Jong ...
    Testamende Itsva inotanga neEvhangeri Ina, dzinoti Evhangeri yaMateo, Marko, Ruka naJohane. Evhangeri Ina dzose idzi dzakabata pamwe nekunyora nezvehushumiri hwaJohane Mubhapatidzi zvakazara. Chikonzero ndechekti uhu hushumiri hwakakosha kwazvo. Kana pasina kunzwisisa hushumiri hwaJohane Mubhapatidzi, hatingagoni kureva kuti tinoziva hushumiri hwaJesu Kristu.Kana zvakadaro, tinogona kuzvibvunza ... Read more

    $3.00 USD

  • Kudyidzana kweHushumiri hwaJESU nehwaJOHANE MUBHAPATIDZI Kwakanyorwa muEvhangeri Ina

    by Paul C. Jong ...
    Testamende Itsva inotanga neEvhangeri Ina, dzinoti Evhangeri yaMateo, Marko, Ruka naJohane. Evhangeri Ina dzose idzi dzakabata pamwe nekunyora nezvehushumiri hwaJohane Mubhapatidzi zvakazara. Chikonzero ndechekti uhu hushumiri hwakakosha kwazvo. Kana pasina kunzwisisa hushumiri hwaJohane Mubhapatidzi, hatingagoni kureva kuti tinoziva hushumiri hwaJesu Kristu.Kana zvakadaro, tinogona kuzvibvunza ... Read more

    $2.91 USD or Free with Kobo Plus

  • Ngatidzokei Kuvhangeri Remvura Nemweya [Shona02]

    by Paul C. Jong ...
    Ndine chokwadi kuti mavambo echokwadi ndiwo anoratidza udzamu nokukosha kwemabhuku asiri emanyepo. Mabhuku edu ndiwo emavambo echokwadi chaiwo. Ndiwo mabhuku ekutanga panguva yedu yokuburitsa zvakavanzika pakubhabhatidzwa kwaJesu naJohane mubhabhatidzi. Hapana vaKirisito vaive naJesu. Vapositora vaingorangarira nokucherechedza zuva rechitanhatu mumwedzi wandira sezuva rakabhabhatidzwa Jesu ... Read more

    $2.91 USD or Free with Kobo Plus

  • Nzira Isingatadzikari Yekuti Ugamuchire Nayo Mweya Mutsvene

    by Paul C. Jong ...
    MuchiKristu chanhasi, nyaya dzinonyanyokurukurwa nezvadzo ndedzinoti "kuponeswa kubva kuzvivi" uye "kugara kweMweya Mutsvene." Asivo, vanhu vashomanana kwazvo avo vane ruzivo rwomene pamusoro pemazano maviri aya, kunyangwe zvazvo chiri chokwadi chekuti ndiyo misori miviri yakanyanyokosha muchiKristu. Chakanyanyoipa ndechekuti hatizi kuwana kana chinyorwa chipi zvacho (chakanyorwa kuchishandiswa) ... Read more

    $2.99 USD